11
1 RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA KUTSVAGA KUTSVAGA KUTSVAGA KUTSVAGA HUPOTERI MU HUPOTERI MU HUPOTERI MU HUPOTERI MU UK UK UK UK Gwaro rino rinokupa ruzivo rwakakosha nezvekunyorera kwako hupoteri mu UK. Richakuzivisa zvinozotevera uye kodzero dzako nezvaunotarisirwa kuti uite. Rinokupawo nhamba dzerunhare dzaungade kushandisa munguva yekufambiswa kwenyaya yako. ZVIRIMO ZVIRIMO ZVIRIMO ZVIRIMO: : : : MAPEJI MAPEJI MAPEJI MAPEJI: : : : Chii Chinonzi Chii Chinonzi Chii Chinonzi Chii Chinonzi Kutsvaga Kutsvaga Kutsvaga Kutsvaga Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Wepasi Rose Wepasi Rose Wepasi Rose Wepasi Rose? 2 Kuongorora Kuongorora Kuongorora Kuongorora Hu Hu Hu Hupoteri poteri poteri poteri 2 2 2 2 - 3 3 3 3 Zvidano Zvinotevera Zvidano Zvinotevera Zvidano Zvinotevera Zvidano Zvinotevera – Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga hupoter upoter upoter upoteri i i i nezvingatarisirwe nezvingatarisirwe nezvingatarisirwe nezvingatarisirwe 4 4 4 4 - 7 7 7 7 Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro Kune V Kune V Kune V Kune Vano ano ano anotsvaga Hu tsvaga Hu tsvaga Hu tsvaga Hupoter poter poter poteri Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare Dzinokosha Dzinokosha Dzinokosha Dzinokosha 7 7 7 7 - 9 9 9 9 Mazano Pane Zvemutemo Mazano Pane Zvemutemo Mazano Pane Zvemutemo Mazano Pane Zvemutemo 9 Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri 9 9 9 9 - 10 10 10 10 Kufamba Kunze Kwenyika Ne Kufamba Kunze Kwenyika Ne Kufamba Kunze Kwenyika Ne Kufamba Kunze Kwenyika Ne Assisted Voluntary Return Assisted Voluntary Return Assisted Voluntary Return Assisted Voluntary Return 10 10 10 10 CHENGETA GWARO RI CHENGETA GWARO RI CHENGETA GWARO RI CHENGETA GWARO RINO NO NO NO KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA MUN MUN MUN MUNGUVA GUVA GUVA GUVA INOTEVERA INOTEVERA INOTEVERA INOTEVERA

Information about your asylum application - Shona

  • Upload
    lethuan

  • View
    269

  • Download
    12

Embed Size (px)

Citation preview

Page 1: Information about your asylum application - Shona

1

RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA RUZIVO RWAKAKOSHA NEZVEMAFAMBISIRWO ANOITWA KUTSVAGA KUTSVAGA KUTSVAGA KUTSVAGA HUPOTERI MUHUPOTERI MUHUPOTERI MUHUPOTERI MU UKUKUKUK

Gwaro rino rinokupa ruzivo rwakakosha nezvekunyorera kwako hupoteri mu UK. Richakuzivisa zvinozotevera uye kodzero dzako nezvaunotarisirwa kuti uite. Rinokupawo nhamba dzerunhare dzaungade kushandisa munguva yekufambiswa kwenyaya yako.

ZVIRIMOZVIRIMOZVIRIMOZVIRIMO: : : : MAPEJIMAPEJIMAPEJIMAPEJI: : : : Chii Chinonzi Chii Chinonzi Chii Chinonzi Chii Chinonzi Kutsvaga Kutsvaga Kutsvaga Kutsvaga Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Kudzivirirwa Zviri Pasi Pemutemo Wepasi RoseWepasi RoseWepasi RoseWepasi Rose???? 2222 Kuongorora Kuongorora Kuongorora Kuongorora HuHuHuHupoteripoteripoteripoteri 2 2 2 2 ---- 3 3 3 3 Zvidano ZvinoteveraZvidano ZvinoteveraZvidano ZvinoteveraZvidano Zvinotevera –––– Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga Mafambisirwo ezvekutsvaga hhhhupoterupoterupoterupoteri i i i nezvingatarisirwenezvingatarisirwenezvingatarisirwenezvingatarisirwe 4 4 4 4 ---- 7 7 7 7 Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro Kune VKune VKune VKune Vanoanoanoanotsvaga Hutsvaga Hutsvaga Hutsvaga Hupoterpoterpoterpoteriiii Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare Nenhamba Dzerunhare DzinokoshaDzinokoshaDzinokoshaDzinokosha 7 7 7 7 ---- 9 9 9 9 Mazano Pane ZvemutemoMazano Pane ZvemutemoMazano Pane ZvemutemoMazano Pane Zvemutemo 9999 Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri 9 9 9 9 ---- 10 10 10 10 Kufamba Kunze Kwenyika NeKufamba Kunze Kwenyika NeKufamba Kunze Kwenyika NeKufamba Kunze Kwenyika Ne Assisted Voluntary ReturnAssisted Voluntary ReturnAssisted Voluntary ReturnAssisted Voluntary Return 10101010

CHENGETA GWARO RICHENGETA GWARO RICHENGETA GWARO RICHENGETA GWARO RINONONONO KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA KUITIRA KUZORITARISA MUNMUNMUNMUNGUVA GUVA GUVA GUVA INOTEVERAINOTEVERAINOTEVERAINOTEVERA

Page 2: Information about your asylum application - Shona

2

Chii chinonzi kChii chinonzi kChii chinonzi kChii chinonzi kutsvaga utsvaga utsvaga utsvaga kudzivirirwakudzivirirwakudzivirirwakudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi zviri pasi pemutemo wepasi zviri pasi pemutemo wepasi zviri pasi pemutemo wepasi roseroseroserose???? Kunyorera kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose kutsvaga hupoteri, humanitarian protection kana kutsvaga hupoteri zviri pasi pekodzero dzevanhu, kana munhu achitya kukuvadzwa zvakaipisisa apo anodzokera kunyika yake yechizvarwa kana kumusha kwake. Kana munhu akatsvaga kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose, zvinonyorwa pasi kuti anyorera kutsvaga hupoteri.

Unofanira kuUnofanira kuUnofanira kuUnofanira kungongongongotsvaga tsvaga tsvaga tsvaga hhhhupoteri muUK upoteri muUK upoteri muUK upoteri muUK chete chete chete chete kana uchitya kudzokera kunyika kana uchitya kudzokera kunyika kana uchitya kudzokera kunyika kana uchitya kudzokera kunyika yako yechizvarwa kana kunyika yako yechizvarwa kana kunyika yako yechizvarwa kana kunyika yako yechizvarwa kana kunyika kwakwakwakwawakatizawakatizawakatizawakatiza....

Kuongorora UpoteriKuongorora UpoteriKuongorora UpoteriKuongorora Upoteri Kuti utange zvekunyorera hupoteri unoda:

• kunyoresa kutsvaga kwako hupoteri kune ve UKUKUKUK Border Agency Border Agency Border Agency Border Agency (chikamu chehurumende yeUK) pamwechete nevanhu vose vaunochengeta vanofanira kuiswa muchikumbiro chako

• Izvi zvinosanganisira kutaura nemumiririri we UK Border Agency anozo-:

• tora mu/mifananidzo wa/yako (neyevaunochengeta)

• tora zvidhindo zveminwe yako

• kubvunza mibvunzo inowanzobvunzwa yezvekuti sei wakatiza kunyika kwako, kuti ndiwe ani uye kuti wakafamba sei kuuya ku United Kingdom

Tinotora zvidhindo zveminwe nemifananidzo kuti tichengetedze ruzivo rwekutsvagwa kwehupoteri, kuva nechokwadi kuti ndiwe ani, nekutarisa rumwe ruzivo ruripo kuti tive nechokwadi kuti UK ndiyo here nyika inokodzera kuongorora kutsvaga kwako hupoteri. Vaunochengeta (vakaita semurume kana mudzimai kana vana) vanofanira kuva newe panguva iyi kuti tigone kuvaisawo muchikumbiro chako. Kana ukasataura chokwadi zvizere pakuongororwa zvinogona kukanganisa kutsvaga Kana ukasataura chokwadi zvizere pakuongororwa zvinogona kukanganisa kutsvaga Kana ukasataura chokwadi zvizere pakuongororwa zvinogona kukanganisa kutsvaga Kana ukasataura chokwadi zvizere pakuongororwa zvinogona kukanganisa kutsvaga kwako kwako kwako kwako hhhhupoteri upoteri upoteri upoteri uye unogona uye unogona uye unogona uye unogona kupiwa mhosva (danho remutemo rinotorwkupiwa mhosva (danho remutemo rinotorwkupiwa mhosva (danho remutemo rinotorwkupiwa mhosva (danho remutemo rinotorwa nedare a nedare a nedare a nedare redzimhosva muBritainredzimhosva muBritainredzimhosva muBritainredzimhosva muBritain)))). Mhosva dzinogona kusanganisira . Mhosva dzinogona kusanganisira . Mhosva dzinogona kusanganisira . Mhosva dzinogona kusanganisira kutaura manyepokutaura manyepokutaura manyepokutaura manyepo uye uye uye uye kupinda mukupinda mukupinda mukupinda mu UK usina matsamba okufambisa zviri pamurawo.UK usina matsamba okufambisa zviri pamurawo.UK usina matsamba okufambisa zviri pamurawo.UK usina matsamba okufambisa zviri pamurawo.

Zvikumbiro Zvakasanangurika Zvikumbiro Zvakasanangurika Zvikumbiro Zvakasanangurika Zvikumbiro Zvakasanangurika Kana, nekuda kwemamiriro ezvinhu muupenyu hwako, uchida kuti mubati wenyaya yako ave wechirume kana wechikadzi (mumiririri we UK Border Agency anoona nezvekutsvaga hupoteri kwako), ndapota tiudze nekukurumidza kuti tiedze nepose

Page 3: Information about your asylum application - Shona

3

patinogona kuzadzisa chichemo chako. Uchabvunzwa mubvunzo uyu paunenge uchibvunzwa mibvunzo yekuongororwa.

Application Registration Card (ARC)Application Registration Card (ARC)Application Registration Card (ARC)Application Registration Card (ARC) Tichakupa Application Registration Card (ARC). Kadhi racho richange rine ruzivo nezveupenyu hwako zvinosanganisira zita rako, musi wekuzvarwa nenyika yako yechizvarwa uyewo mufananidzo wako nezvidhindo zveminwe yako. Rinotaura kuti haubvumidzwe kushanda mu UK. Rinogonawo kutaura kuti unofanira kuripota kune ve UK Border Agency. Mumwe nemumwe wevaunochengeta anofanira kuva nekadhi rake. Kana ve UK Border Agency vakabvuma kukupa rubatsiro rwemari unozofanira kuratidza kadhi rako reARC nguva dzose dzaunotora mari yako. Unozofanirawo kuratidza kadhi rako kumushandi weimmigration kana akakukumbira kuti uite saizvozvo.

Standard Acknowledgement Letter (SAL)Standard Acknowledgement Letter (SAL)Standard Acknowledgement Letter (SAL)Standard Acknowledgement Letter (SAL) Kana tisingagone kukupa ARC paunotanga kunyorera hupoteri, tinozokupa Standard Acknowledgement Letter (SAL), iyo inombotora chinzvimbo cheARC. Zvinogona kuti SAL inge ichigona kushandiswa, kana kuva nechibatsiro kwauri kwechinguva chinosvika mwedzi miviri kubva musi waunenge waipiwa. SAL yako isati yapera basa uye kana mhinduro nezvekutsvaga kwako hupoteri ichinge isati yapihwa, iwe nevaunochengeta vanenge vanewe munozofanira kupiwa ARC. Kuti muwane ARC munozofanira kubata veEvent Booking Unit (CEBU) Event Booking Unit (CEBU) Event Booking Unit (CEBU) Event Booking Unit (CEBU) nekukurumidzanekukurumidzanekukurumidzanekukurumidza. Ndapota kumbira anoNdapota kumbira anoNdapota kumbira anoNdapota kumbira anobatabatabatabata nyaya yako ruzivo rwe nyaya yako ruzivo rwe nyaya yako ruzivo rwe nyaya yako ruzivo rwemamamamabatbatbatbatiro aungaiteiro aungaiteiro aungaiteiro aungaite vanhu vemubazi iri. vanhu vemubazi iri. vanhu vemubazi iri. vanhu vemubazi iri.

VanaVanaVanaVana Kunyorera hupoteri kweavo vane makore ari pasi pemakore gumi nemasere kunotariswa nenzira yakasiyana kubva kune nzira inotariswa nayo kunyorera hupoteri kwevakuru nekuda kwezvinodikanwa uye zvinotarisirwa pavana. Apo UKBA ichange ichiongorora kunyorera hupoteri kubva kune vane makore ari pasi pemakore gumi nemasere ichatarisawo kuchengetedzwa nekusimudzirwa kwemagariro evana muUK.

Nyaya Dzinopikiswa Nekuda Kwemakore EkuzvarwaNyaya Dzinopikiswa Nekuda Kwemakore EkuzvarwaNyaya Dzinopikiswa Nekuda Kwemakore EkuzvarwaNyaya Dzinopikiswa Nekuda Kwemakore Ekuzvarwa Ukataura kuti une makore ari pasi pegumi nemaseremakore ari pasi pegumi nemaseremakore ari pasi pegumi nemaseremakore ari pasi pegumi nemasere asi usina humbowo hunogamuchirika hunoratidza makore ako ekuzvarwa, uye mamiriro ako / zvauri zvichinyanyoratidza kuti une makore ari pamusoro pegumi nemasere, ve UK Border Agency vachakutora semunhu mukuru mumafambisirwo ose ekunyorera kutsvaga hupoteri kwako, kunze kwekunge humbowo hunogutsa hunoenderana nemakore aunenge wataura hwapiwa nekugamuchirwa.

Page 4: Information about your asylum application - Shona

4

Mafambisirwo Ezvekutsvaga HupoteriMafambisirwo Ezvekutsvaga HupoteriMafambisirwo Ezvekutsvaga HupoteriMafambisirwo Ezvekutsvaga Hupoteri: : : : Zvidanho Zvinotevera Zvidanho Zvinotevera Zvidanho Zvinotevera Zvidanho Zvinotevera NeNeNeNe Ruzivo RunokoshaRuzivo RunokoshaRuzivo RunokoshaRuzivo Runokosha Zvidanho ZvinoteveraZvidanho ZvinoteveraZvidanho ZvinoteveraZvidanho Zvinotevera:::: VeVeVeVe UK Border Agency UK Border Agency UK Border Agency UK Border Agency vane chinangwa chekupedza nyaya yakovane chinangwa chekupedza nyaya yakovane chinangwa chekupedza nyaya yakovane chinangwa chekupedza nyaya yako ( ( ( (zvichisanganisira zvichisanganisira zvichisanganisira zvichisanganisira kukwidzwa kwezvichemo kwosekukwidzwa kwezvichemo kwosekukwidzwa kwezvichemo kwosekukwidzwa kwezvichemo kwose)))) mukati memwedzi mitanhatmukati memwedzi mitanhatmukati memwedzi mitanhatmukati memwedzi mitanhatu kunyange zvazvo izvi u kunyange zvazvo izvi u kunyange zvazvo izvi u kunyange zvazvo izvi zvichizvichizvichizvichingagoningagoningagoningagoni ku ku ku kuitikaitikaitikaitika nguva dzose nguva dzose nguva dzose nguva dzose. . . . KupirwaKupirwaKupirwaKupirwa Nyaya yako inoendeswa (kana kupirwa) kune chikwata chemudunhu chezvekutsvaga hupoteri mu UK munguva yekuongororwa. Initial Accommodation (Initial Accommodation (Initial Accommodation (Initial Accommodation (Pokugara PekutangaPokugara PekutangaPokugara PekutangaPokugara Pekutanga)))) / / / / Kunyorera Rubatsiro RwehuKunyorera Rubatsiro RwehuKunyorera Rubatsiro RwehuKunyorera Rubatsiro Rwehupoteripoteripoteripoteri Kana wapererwa uchida pekugara unozopiwa initial accommodation kusvika kunyorera kwako rubatsiro (kwaunoita paunongosvika pa initial accommodation) kwaongororwa neve UK Border Agency. First Reporting Event First Reporting Event First Reporting Event First Reporting Event (FRE)(FRE)(FRE)(FRE) (Kuonekwa K (Kuonekwa K (Kuonekwa K (Kuonekwa Kwwwwekutanga)ekutanga)ekutanga)ekutanga) Unogona kudikanwa kuti uite First Reporting Event (FRE). Kana uchidikanwa kuti uite FRE unozoziviswa musi wacho nenzvimbo yacho. Kuendeswa KumweKuendeswa KumweKuendeswa KumweKuendeswa Kumwe Kana wapiwa rubatsiro rwevanotsvaga hupoteri mu UK unogona kuendeswa kune imwe nzvimbo mu United Kingdom kwaunopiwa pekugara kwenguva refu. Nyaya yako yekutsvaga hupoteri inowanzotambirwawo mudunhu iroro. Kubvunzwa NezvehupoteriKubvunzwa NezvehupoteriKubvunzwa NezvehupoteriKubvunzwa Nezvehupoteri Kubvunzwa kwako nezvehupoteri kunokupa mukana wekutaura kumubati wenyaya yako makanyatsotarisana uchitaura zvakazara kuti sei wakabva kunyika kwako uye kuti sei uchitya kudzokera kumusha. Zvakakosha chaizvo kuti uuye kumusangano wekubvunzwa nezvehupoteri hwako uyu. Musangano wekubvunzwa nezvehupoteri hwako uyu uchaitwa mumutauro wako kana mutauro waunogona kunzwisisa. Unogona kuuya negweta rako rinokumiririra kumusangano wekubvunzwa uyu, asi kana uri kugamuchira rubatsiro rwezvemitemo pachena unofanira kubvunza gweta rako rinokumiririra pamusoro peizvi. Zvinokosha kuti upe humbowo hupi zvahwo kana ruzivo rwekutsigira nyaya yako rwaunarwo panguva iyi (kana kuti nguva iyi isati yasvika kana zvichigoneka) kumubati wenyaya yako. Unofanira kupa humbowo mukati memazuva mashanu epakati mazuva mashanu epakati mazuva mashanu epakati mazuva mashanu epakati pesvondopesvondopesvondopesvondo pashure pekubvunzwa kwako kukuru kwezvekutsvaga hupoteri kwako.

Page 5: Information about your asylum application - Shona

5

Unofanira kuzivisa mubati wenyaya yako negweta rako kana pane dambudziko nekuita izvi. Kana ukasauya kumusangKana ukasauya kumusangKana ukasauya kumusangKana ukasauya kumusangano wekubvunzwa nezvehupoteri zviano wekubvunzwa nezvehupoteri zviano wekubvunzwa nezvehupoteri zviano wekubvunzwa nezvehupoteri zvikuru ukuru ukuru ukuru uyyyyu vu vu vu veeee UK Border UK Border UK Border UK Border Agency Agency Agency Agency vanozokunyorera vachikumbira kupiwa zvikonzero zvawakaregedzera kuuyavanozokunyorera vachikumbira kupiwa zvikonzero zvawakaregedzera kuuyavanozokunyorera vachikumbira kupiwa zvikonzero zvawakaregedzera kuuyavanozokunyorera vachikumbira kupiwa zvikonzero zvawakaregedzera kuuya. . . . Kana ukasapindura mukati menguva yakataKana ukasapindura mukati menguva yakataKana ukasapindura mukati menguva yakataKana ukasapindura mukati menguva yakatawuwuwuwurwa mutsamba yachrwa mutsamba yachrwa mutsamba yachrwa mutsamba yacho (mukati o (mukati o (mukati o (mukati memazuva mashanu epakati pesvondo)memazuva mashanu epakati pesvondo)memazuva mashanu epakati pesvondo)memazuva mashanu epakati pesvondo) zvinogona kuzotorwa sekuti hauchada zvinogona kuzotorwa sekuti hauchada zvinogona kuzotorwa sekuti hauchada zvinogona kuzotorwa sekuti hauchada kupfuurira mberi nekutsvaga kwako hupoterikupfuurira mberi nekutsvaga kwako hupoterikupfuurira mberi nekutsvaga kwako hupoterikupfuurira mberi nekutsvaga kwako hupoteri. . . . Kana kunyorera kwako hupoteri Kana kunyorera kwako hupoteri Kana kunyorera kwako hupoteri Kana kunyorera kwako hupoteri kwakwakwakwanyorwa pasi kuti hauchada kupfuurira mberi nakwo kuongornyorwa pasi kuti hauchada kupfuurira mberi nakwo kuongornyorwa pasi kuti hauchada kupfuurira mberi nakwo kuongornyorwa pasi kuti hauchada kupfuurira mberi nakwo kuongororwa kwenyaya yako orwa kwenyaya yako orwa kwenyaya yako orwa kwenyaya yako kuchakuchakuchakuchamiswamiswamiswamiswa. . . . MisanganoMisanganoMisanganoMisangano yekubvunzwa inongopiwa yekubvunzwa inongopiwa yekubvunzwa inongopiwa yekubvunzwa inongopiwa chete chete chete chete imwe nguva inotevera nekuda imwe nguva inotevera nekuda imwe nguva inotevera nekuda imwe nguva inotevera nekuda kwekwekwekwechikonzero chechikonzero chechikonzero chechikonzero chekurwara kana zvimwewo zvikonzero kurwara kana zvimwewo zvikonzero kurwara kana zvimwewo zvikonzero kurwara kana zvimwewo zvikonzero zvakasanangurikazvakasanangurikazvakasanangurikazvakasanangurika. . . . Unofanira Unofanira Unofanira Unofanira kuzivisa mubati wenyaya yako kana uchifunga kuti ungangova nedambudziko rekuuyakuzivisa mubati wenyaya yako kana uchifunga kuti ungangova nedambudziko rekuuyakuzivisa mubati wenyaya yako kana uchifunga kuti ungangova nedambudziko rekuuyakuzivisa mubati wenyaya yako kana uchifunga kuti ungangova nedambudziko rekuuya nekukurumidzanekukurumidzanekukurumidzanekukurumidza.... Mubati wenyaya yako achakMubati wenyaya yako achakMubati wenyaya yako achakMubati wenyaya yako achakutarisira kuti upe humbowo hwekurapwa utarisira kuti upe humbowo hwekurapwa utarisira kuti upe humbowo hwekurapwa utarisira kuti upe humbowo hwekurapwa kwehosha ipi zvayo kubva kuna chiremba wako wezvirwere zvese zvese (GP)kwehosha ipi zvayo kubva kuna chiremba wako wezvirwere zvese zvese (GP)kwehosha ipi zvayo kubva kuna chiremba wako wezvirwere zvese zvese (GP)kwehosha ipi zvayo kubva kuna chiremba wako wezvirwere zvese zvese (GP). . . .

SarudzoSarudzoSarudzoSarudzo Mubati wenyaya yako achapa mhinduro nezvenyaya yako yekutsvaga hupoteri pashure pemusangano wekubvunzwa kwako nezvehupoteri. Uchanyorerwa uchiziviswa nezvemhinduro iyi. Zvinogona kubuda zvacho ndezvinotevera: Kupiwa Hupoteri semunhu atsvaga kudzivirirwa Kana wapiwa hupoteri mu UK zvinoreva kuti kutsvaga kwako hupoteri kunenge kwabudirira. Unenge waonekwa kuti uri murefuji zviri pasi pe1951 Refugee Convention uye unobvumidzwa kuramba uri mu United Kingdom kwemakore mashanu. Zvisinei, hurefuji hwako hunozoongororwa kana, mukati menguva iyoyi, pachinge pane shanduko inokosha mumamiriro ezvinhu kunyika yako kwawaimbogara zvichireva kuti unenge usisade kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose, kana kuti pane humbowo humwe hunoratidza kuti hapasisina chikonzero chehurefuji hwacho. Kurambirwa Kutsvaga Hupoteri Kana ukarambirwa hupoteri, uchapiwa zvikonzero zvakazara zvinenge zvaita kuti kusarudzwe kuita izvozvo netsamba. Unogona kupikisa sarudzo iyi mumatare edzimhosva emu UK. Uchaziviswa nezvekodzero dzako dzekupikisa nemubati wenyaya yako. Humanitarian Protection Kana usingakodzere kuita refuji sezvinotsanangurwa ne1951 Refugee Convention, asi zvichigamuchirwa kuti unofanira kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose, uchabvumidzwa kuramba uri mu United Kingdom kwemakore mashanu. Zvisinei, kupiwa kwako Humanitarian Protection nekupinda nekuramba uri munyika kunozoongororwa kana, mukati menguva iyoyi, pane shanduko inokosha mumamiriro ezvinhu kunyika kwawaimbogara zvichireva kuti unenge usisade kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose, kana kuti kana pane humwe humbowo hunoratidza kuti hapasisina chikonzero chekuti upiwe Humanitarian Protection.

Page 6: Information about your asylum application - Shona

6

Discretionary Leave Kana usina kugamuchirwa neve UK Border Agency semunhu anokodzera kudzivirirwa zviri pasi pemutemo wepasi rose, uye warambirwa hupoteri ne Humanitarian Protection, asi ve UK Border Agency vachifunga kuti pane zvikonzero zvakasanangurika zvinoita kuti ubvumidzwe kuti ugare kwechinguva chipfupi, uchapiwa mvumo yekuramba uri munyika, kazhinji kwemakore matatu.

Ruzivo RunokoshaRuzivo RunokoshaRuzivo RunokoshaRuzivo Runokosha:::: KusuKusuKusuKusungwa Nekubvumidzwa Kugara Kwenguva Pngwa Nekubvumidzwa Kugara Kwenguva Pngwa Nekubvumidzwa Kugara Kwenguva Pngwa Nekubvumidzwa Kugara Kwenguva Pfupifupifupifupi Kana wanyorera hupoteri, tinogona:

1. kukuvharira – Kana zvadai mafambisirwo ekuvharirwa uku anozotsanangurwa zvizere kwauri

2. kukubvumidza kugara kwenguva pfupi

Kubvumidzwa kugara kwenguva pfupi hazvireve kuti une kodzero yekuva mu United Kingdom kana kuti unogona kugara zvachose. Zvinokupa mvumo yekuramba uri mu UK apo kunyorera kwako kutsvaga hupoteri kunenge kuchiongororwa. Unozotarisirwa kuti ugare panzvimbo yakatarwa. Apa panogona kunge pari pamba peshamwari kana hama yako, asi kana ukapiwa pokugara neve UK Border Agency hauzogona kusarudza kero yacho kana nzvimbo yacho. Unogona kudikanwa kuti uripote nguva nenguva kunzvimbo inoripoterwa kana kuhofisi yemapurisa. Kana Kana Kana Kana ukaputsa ukaputsa ukaputsa ukaputsa zvigazvigazvigazviga zvekubvumidzwa kwako kugara kwechinguva chipfupi, nenzira dzakaita zvekubvumidzwa kwako kugara kwechinguva chipfupi, nenzira dzakaita zvekubvumidzwa kwako kugara kwechinguva chipfupi, nenzira dzakaita zvekubvumidzwa kwako kugara kwechinguva chipfupi, nenzira dzakaita sekubva paunogara uchienda kumwe kana kusaenda kunsekubva paunogara uchienda kumwe kana kusaenda kunsekubva paunogara uchienda kumwe kana kusaenda kunsekubva paunogara uchienda kumwe kana kusaenda kunoripota, panozogona oripota, panozogona oripota, panozogona oripota, panozogona kusarudza kukusarudza kukusarudza kukusarudza kuti uti uti uti uvharirwevharirwevharirwevharirwe.

KuripotaKuripotaKuripotaKuripota Mubati wenyaya yako anotarisirwa kuti aronge kuripota kwako. Kuripota zvinoreva apo unenge uchidikanwa kuti uende kuhofisi ye UK Border Agency nemusi wawakatemerwa uye nenguva yawakatemerwa. UnofaniUnofaniUnofaniUnofanira kuripota sekuudzwa kwawakaitwa para kuripota sekuudzwa kwawakaitwa para kuripota sekuudzwa kwawakaitwa para kuripota sekuudzwa kwawakaitwa pa IS96/IS248 form. IS96/IS248 form. IS96/IS248 form. IS96/IS248 form. Kana ukatadza kuita Kana ukatadza kuita Kana ukatadza kuita Kana ukatadza kuita zvinoenderana zvinoenderana zvinoenderana zvinoenderana nezviganezviganezviganezviga zvaunenge watemerwa kusanganisira kubva paunogara zvaunenge watemerwa kusanganisira kubva paunogara zvaunenge watemerwa kusanganisira kubva paunogara zvaunenge watemerwa kusanganisira kubva paunogara uchienda kumwe kutsva usina kuzivisa veuchienda kumwe kutsva usina kuzivisa veuchienda kumwe kutsva usina kuzivisa veuchienda kumwe kutsva usina kuzivisa ve UK Border Agency, UK Border Agency, UK Border Agency, UK Border Agency, unogona kusungwaunogona kusungwaunogona kusungwaunogona kusungwa. Kuripota kwako kuchaKuripota kwako kuchaKuripota kwako kuchaKuripota kwako kuchawwwwongororwa ngongororwa ngongororwa ngongororwa nguva nenguva nekushandurwa kana zvichikodzera.uva nenguva nekushandurwa kana zvichikodzera.uva nenguva nekushandurwa kana zvichikodzera.uva nenguva nekushandurwa kana zvichikodzera. Rubatsiro rupi zvarwo rwaunowana rwunoenderana nekuripota sezvaunoudzwaRubatsiro rupi zvarwo rwaunowana rwunoenderana nekuripota sezvaunoudzwaRubatsiro rupi zvarwo rwaunowana rwunoenderana nekuripota sezvaunoudzwaRubatsiro rupi zvarwo rwaunowana rwunoenderana nekuripota sezvaunoudzwa kuti kuti kuti kuti uiteuiteuiteuite. Kutadza kuripota kunogona kukonzera kumbomiswa kana kuregedzwa . Kutadza kuripota kunogona kukonzera kumbomiswa kana kuregedzwa . Kutadza kuripota kunogona kukonzera kumbomiswa kana kuregedzwa . Kutadza kuripota kunogona kukonzera kumbomiswa kana kuregedzwa kwerubatsiro rwunopiwa vanotsvaga hupoteri.kwerubatsiro rwunopiwa vanotsvaga hupoteri.kwerubatsiro rwunopiwa vanotsvaga hupoteri.kwerubatsiro rwunopiwa vanotsvaga hupoteri. Kurega Kuita ZvinoKurega Kuita ZvinoKurega Kuita ZvinoKurega Kuita Zvinodiwadiwadiwadiwa Zvakakunakira iwe kuti uedze nepose paunogona kutevedzera zvose Zvakakunakira iwe kuti uedze nepose paunogona kutevedzera zvose Zvakakunakira iwe kuti uedze nepose paunogona kutevedzera zvose Zvakakunakira iwe kuti uedze nepose paunogona kutevedzera zvose zvaunofanira kuita zvaunofanira kuita zvaunofanira kuita zvaunofanira kuita munguva yekutsvaga kwako hupoterimunguva yekutsvaga kwako hupoterimunguva yekutsvaga kwako hupoterimunguva yekutsvaga kwako hupoteri. Kana ukaregedza kuenda kumusangano mukuru wekubvunzwa nezvekutsvaga hupoteri kwako zvinogona kukusvitsa pakurambirwa kutsvaga hupoteri kwako. Kuregedza kuenda kumusangano pasina chikonzero chine

Page 7: Information about your asylum application - Shona

7

musoro zvinogona kukusvitsa pakuti kutsvaga kwako hupoteri kuonekwe sekwaregedzwa. Kana une dambudziko rekuenda kumusangano wekubvunzwa mibvunzo nezvekutsvaga hupoteri kwako kana kutevedzera zvinodikanwa unofanira kubata mubati wenyaya yako womuzivisa paunongokwanisa kuzviita. Kana kusaita zvinodikanwa kwakonzerwa nekurwara kana mamiriro ezvinhu akasanangurika, humbowo hunofanira kupihwa. Kubvumidzwa KushandaKubvumidzwa KushandaKubvumidzwa KushandaKubvumidzwa Kushanda Kazhinji haubvumidzwe kushanda kunyorera kwako kutsvaga hupoteri kuchiri kuongororwa. Kana uchikwanisa kugara zviri pamutemo uye wabvumidzwa kushanda mu UK unofanira kutaura nemubati wenyaya yako kuti uve nechokwadi kuti uchine kodzero yekuti ushande here. Kana sarudzo isina kuitwa mushure megore rimwe chete nezvekunyorera kwako hupoteri kekutanga (uye uku kunonoka isiri mhosva yako) unogona kukumbira kuti ubvumidzwe kushanda. Kodzero iyi inozopera kana kunyorera hupoteri kwako kwanzi hakuna kubudirira. Kana uchida rumwe ruzivo ndapota taura nemubati wenyaya yako. Unobvumidzwa kuita basa pasina mubhadharo uchishandira kambani kana gungano rinoita basa rekubatsira pasina kutsvaga porofiti usina kutsvaga kupiwa mvumo, asi basa iri harifanire kuzoita kunge munhu ari kushanda asingabhadharwe. Kana uchida kuziva zvizhinji nezvizvi taura nemubati wenyaya yako.

Rubatsiro Kune Vanotsvaga HupoteriRubatsiro Kune Vanotsvaga HupoteriRubatsiro Kune Vanotsvaga HupoteriRubatsiro Kune Vanotsvaga Hupoteri

� Kana wapererwa usina pekugara unogona kupiwa rubatsiro kwenguva pfupi pa Initial Accommodation apo uchagamuchira rubatsiro kuti unyorere rubatsiro runopiwa vanotsvaga hupoteri. . . .

� Kana usina kutsvaga hupoteri mukati memazuva matatu ekusvika kwako muKana usina kutsvaga hupoteri mukati memazuva matatu ekusvika kwako muKana usina kutsvaga hupoteri mukati memazuva matatu ekusvika kwako muKana usina kutsvaga hupoteri mukati memazuva matatu ekusvika kwako mu United Kingdom United Kingdom United Kingdom United Kingdom kunyorera kwako rubatsiro kunogona kurambwakunyorera kwako rubatsiro kunogona kurambwakunyorera kwako rubatsiro kunogona kurambwakunyorera kwako rubatsiro kunogona kurambwa.

� Rubatsiro kune vanokodzera kuve vatsvagi vehupoteri nevose vavanochengeta vavanenge vanavo runopiwa neve UK Border Agency. Unogona kunyorera pokugara nezvose zvekukuraramisa, zvekukuraramisa chete (kana une shamwari kana hama dzinogona kukupa pokugara pachena) kana rubatsiro rwepekugara chete.

� Kana uchinyorera rubatsiro runopiwa vanotsvaga hupoteri unofanira kuudza ve UK Border Agency nezvemari ipi zvayo yaunayo. Izvi zvinozotariswawo panogadzirwa rubatsiro. Kurega Kurega Kurega Kurega kudurakudurakudurakudura ruzivo urwu kunogona kukusvitsa ruzivo urwu kunogona kukusvitsa ruzivo urwu kunogona kukusvitsa ruzivo urwu kunogona kukusvitsa pakupiwa mhosvapakupiwa mhosvapakupiwa mhosvapakupiwa mhosva. Imhosva kupiwa rubatsiro kuburikidza nekutaura nhema nekusatendeka.

� Kana uKana uKana uKana ukapiwa pokugara nevekapiwa pokugara nevekapiwa pokugara nevekapiwa pokugara neve UK Border Agency UK Border Agency UK Border Agency UK Border Agency hauzokwanisa kusarudza hauzokwanisa kusarudza hauzokwanisa kusarudza hauzokwanisa kusarudza kwaunoda kugarakwaunoda kugarakwaunoda kugarakwaunoda kugara....

� Rubatsiro runogona kungopiwa chete kusvikira mhinduro yapiwa pamusoro pekunyorera kwako hupoteri uye kana pari kutarisirwa kuti pane kupikisa kwaunoda kuita uri munyika ino.

Page 8: Information about your asylum application - Shona

8

Rumwe Rubatsiro Pamusoro Kune Vanotsvaga HupoteriRumwe Rubatsiro Pamusoro Kune Vanotsvaga HupoteriRumwe Rubatsiro Pamusoro Kune Vanotsvaga HupoteriRumwe Rubatsiro Pamusoro Kune Vanotsvaga Hupoteri Vanaamai vachangobereka kana avo vane vana vadiki vanogona kukodzera kuwana rumwe rubatsiro pamusoro. Taura nemubati wenyaya yako nezveruzivo rumwe. Mibvunzo nezveRubatsiro rwakoMibvunzo nezveRubatsiro rwakoMibvunzo nezveRubatsiro rwakoMibvunzo nezveRubatsiro rwako Kana une mibvunzo nezverubatsiro kana kuti uchida rubatsiro rwekuzadzisa fomu rako rekunyorera rubatsiro unogona kubata gungano rinoona nezvekupiwa mazano kwemarefuji riri pedyo newe, gweta rako kana mubati wenyaya yako. Kana une mibvunzo apo unenge wanyorera kutsvaga rubatsiro runopiwa vanotsvaga hupoteri unogona kubata hofisi yacho yemudunhu iri kufambisa nyaya yako kana kuti ridza runhare kune Asylum Support Enquiry line panhamba inoti Asylum Support Enquiry line panhamba inoti Asylum Support Enquiry line panhamba inoti Asylum Support Enquiry line panhamba inoti 0845 602 1739 0845 602 1739 0845 602 1739 0845 602 1739 (inovhura kubva na 9.00 dzemakuseni kusvika 9.00 dzemanheru, kubva Muvhuro kusvika Chishanu) Rumwe Rubatsiro neRuzivoRumwe Rubatsiro neRuzivoRumwe Rubatsiro neRuzivoRumwe Rubatsiro neRuzivo Tichisanganisira mubati wenyaya yako, mapato anoshanda pasina mubhadharo anogona kukubatsira nezvinotevera:

� nyaya dzepekugara � kuendeswa neagenci kune mamwe mapato, akaita sevanoona

nezvemagariro evanhu ve social services � kuronga zvekudzidza chirungu � mibvunzo nezverubatsiro kune vanotsvaga hupoteri � mazano ezvekumiririrwa nemagweta � kutsvaga nzvimbo dzechikoro dzevana vako � nyaya dzekupinda mumagariro emuno kune avo vanenge vapiwa

hupoteri Kana uchigara mumba yawakazvitsvagira, unogona kubata gungano rinopa mazano rakazvimiririra rega riripedyo nepaunogara. Zvichiendera nekuti unogara kupi, vanogona kubatwa panhamba dzerunhare dzinotevera:

ScotlandScotlandScotlandScotland

Scottish Refugee Council

0141014101410141 248 9799248 9799248 9799248 9799

East East East East MidlandMidlandMidlandMidlandssss

Refugee Action 0115 941 85520115 941 85520115 941 85520115 941 8552

Northern Northern Northern Northern IrelandIrelandIrelandIreland

Multicultural Resource Centre 028028028028 9 024 46399 024 46399 024 46399 024 4639

East of East of East of East of EnglandEnglandEnglandEngland

Refugee Council 0147 322 15600147 322 15600147 322 15600147 322 1560

North East North East North East North East EnglandEnglandEnglandEngland

North England Refugee Service 0191 222 04060191 222 04060191 222 04060191 222 0406

WalesWalesWalesWales

Welsh Refugee Council

0292 048 98000292 048 98000292 048 98000292 048 9800

Yorkshire &Yorkshire &Yorkshire &Yorkshire & HumbersideHumbersideHumbersideHumberside

Refugee Council 0113 244 94040113 244 94040113 244 94040113 244 9404

South West South West South West South West EnglandEnglandEnglandEngland

Refugee Action 0117 989 21000117 989 21000117 989 21000117 989 2100

Page 9: Information about your asylum application - Shona

9

North West North West North West North West EnglandEnglandEnglandEngland

Refugee Action 0161 233 12000161 233 12000161 233 12000161 233 1200

LondonLondonLondonLondon Refugee Council 0207 346 67000207 346 67000207 346 67000207 346 6700

West West West West MidlandsMidlandsMidlandsMidlands

Refugee Council 0121 622 15150121 622 15150121 622 15150121 622 1515

South East South East South East South East EnglandEnglandEnglandEngland

Migrant Helpline 0130 420 39770130 420 39770130 420 39770130 420 3977

Mazano Pane ZvemutemoMazano Pane ZvemutemoMazano Pane ZvemutemoMazano Pane Zvemutemo Kana uchida kubatsirwa kutsvaga kumiririrwa pane zvemutemo munzvimbo yaunogara unogona kubata ve Community Legal Advice panhamba dzerunhare dzinoti 0845 345 4345 uye vanogona kukuendesa kune gweta kana gungano munharaunda iyoyo avo vangangogona kukupa mazano mamwe. Pasina izvi unogona kushanyira webhusaiti inoti www.communitylegaladvice.org.uk. Kuti uve nechokwadi kuti mumiririri wako akanyatsodzidzira basa rake here kuti anyatsokurayira anofanira kunge ari gweta rakapedza kudzidzira hugweta riri nhengo ye Law Society kana mupi wemazano anozivikanwa nekugamuchirwa neve Office of the Immigration Services Commissioner (OISC). Vanogona kubatwa panhamba dzerunhare dzinoti 0845 000 0046 kana kuti neimwe nzira munogona kushanyira webhusaiti inoti www.oisc.gov.uk.

Magwaro Ekutsvaga HupoteriMagwaro Ekutsvaga HupoteriMagwaro Ekutsvaga HupoteriMagwaro Ekutsvaga Hupoteri Mumafambisirwo ose ekutsvaga hupoteri, uchagamuchira tsamba dzakasiyana siyana kubva kune veUK Border Agency. Zhinji dzacho dzichange dziri muchirungu. Kana usinganzwisise zviri mutsamba, unofanira kubvunza gweta rako kuti rikutsanangurire tsamba yacho. Kana usina gweta, unofanira kubata mubati wenyaya yako yekutsvaga hupoteri nekukurumidza wokumbira kuti akutsanangurirwe tsamba yacho – uchapiwa nzira dzekubata nadzo mubati wenyaya yako mumazuva ekutanga ekufambiswa kwekutsvaga hupoteri kwako.

Kodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva KwauriKodzero Nezvinotarisirwa Kubva Kwauri

Semunyoreri wekutsvaga hupoteri ikodzero yakoSemunyoreri wekutsvaga hupoteri ikodzero yakoSemunyoreri wekutsvaga hupoteri ikodzero yakoSemunyoreri wekutsvaga hupoteri ikodzero yako: � kuramba uri mu United Kingdom nguva yose apo kunyorera kwako

hupoteri kunenge kuchiongororwa � kuva nemukana wekutaura zvizere zvikonzero zvako zvekuti sei uri

kutsvaga hupoteri � kuti kunyorera kwako hupoteri kuwongororwe zvakafanira uye sezvazviri � kuvimbiswa kuti kunyorera kwako hupoteri kunozobatwa muchivande

(UK haizozivisa vekunyika kwako kwawakabva kuti wanyorera kutsvaga hupoteri)

� kuwana rubatsiro nepekugara kana uchikodzera kugamuchira izvi � kuva negweta rinokumiririra – rubatsiro pane zvemutemo pasina

kubhadhara mari zvinoenderana nemamiriro ako pane zvemari �

Page 10: Information about your asylum application - Shona

10

Zvaunotarisirwa kuita semunhu anotsvagaZvaunotarisirwa kuita semunhu anotsvagaZvaunotarisirwa kuita semunhu anotsvagaZvaunotarisirwa kuita semunhu anotsvaga hupoteri hupoteri hupoteri hupoteri Semunhu anotsvaga hupoteri unofanira kusapikisana nezvinodikanwa mukufambiswa kwenyaya yekutsvaga hupoteri kwako uye kubatirana pamwe chete nevashandi ve UK Border Agency panguva dzose. Kunyepa kupi kwose nekusataura zvose zvakaitika kunozotariswa pakusarudza zvekuita nekunyorera kwako kutsvaga hupoteri. Ibasa rako kutipa nekukurumidza magwaro ose aunawo ekutsigira nyaya yako pane:

� zvezera rako � zvauri (zvinosanganisira zvose zvine chekuita nehama dzako

dzaunochengeta dziri munyaya iyi) � zvekuti ndiwe ani � zvekwaunobva kwose � zvenyika dzipi nedzipi nenzvimbo dzawakambogara � zvekumbonyorera kutsvaga hupoteri kwako kupi zvakwo kwakare � zvenzira dzawakauya nadzo � nezvemagwaro ako ekufambisa � zveumbowo hupi zvahwo hwekurwara kwako kana humbowo hunogona

kubatsira kutsigira nyaya yekutsvaga kwako hupoteri. Ndapota Ndapota Ndapota Ndapota cherechedza kuticherechedza kuticherechedza kuticherechedza kuti:::: Unofanira kuedza nepose paunogona kuuya nehumbowo uhu kumusangano wako wekubvunzwa zvehupoteri mukuru kana kupa magwaro api zvawo kumubati wenyaya yako mukati memazuva mashanu epakati pesvondo musi wekubvunzwa uku usati wasvika.

Imhosva kunyorera kutsvaga hupoteri uchishandisa hunyengeriImhosva kunyorera kutsvaga hupoteri uchishandisa hunyengeriImhosva kunyorera kutsvaga hupoteri uchishandisa hunyengeriImhosva kunyorera kutsvaga hupoteri uchishandisa hunyengeri. . . . Kana ukashandisa Kana ukashandisa Kana ukashandisa Kana ukashandisa hunyengeri kuwana mvumo yekugara munyika, hugari hupi zhunyengeri kuwana mvumo yekugara munyika, hugari hupi zhunyengeri kuwana mvumo yekugara munyika, hugari hupi zhunyengeri kuwana mvumo yekugara munyika, hugari hupi zvahwo hwaunenge wapiwa vahwo hwaunenge wapiwa vahwo hwaunenge wapiwa vahwo hwaunenge wapiwa hunogona kumiswa.hunogona kumiswa.hunogona kumiswa.hunogona kumiswa.

Kufamba Kunze KwenyikaKufamba Kunze KwenyikaKufamba Kunze KwenyikaKufamba Kunze Kwenyika Kutsvaga kwako hupoteri kunogona kutorwa sekwaregedzwa kana ukafamba kuenda kunze kwe United Kingdom.

Voluntary AVoluntary AVoluntary AVoluntary Assisted Return ssisted Return ssisted Return ssisted Return Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro Rubatsiro runowanikwa padanho ripi zvaro mukufambiswa kwekutsvaga hupoterirunowanikwa padanho ripi zvaro mukufambiswa kwekutsvaga hupoterirunowanikwa padanho ripi zvaro mukufambiswa kwekutsvaga hupoterirunowanikwa padanho ripi zvaro mukufambiswa kwekutsvaga hupoteri kana kana kana kana ukasarudza kudzokera kumushaukasarudza kudzokera kumushaukasarudza kudzokera kumushaukasarudza kudzokera kumusha

Voluntary Assisted Return and Reintegration Programme inotungamirirwa neve International Organisation for Migration (IOM), sangano risiri pasi pehurumende.

Vanogona kukubatsira kudzokera kumusha nekukupa:

Kana wadzokera kumusha, vanogonawo kukubatsira:

� matikiti � rubatsiro kuronga rwendo rwako � magwaro ekufambisa

� nekutanga bhizimisi diki � kudzidza � kudzidzira hunyanzvi

hwebasa rimwe

Page 11: Information about your asylum application - Shona

11

Hofisi huru yeIOM muUK iri muLondon, umo mune vashandi vanotaura mitauro inopfuura makumi matatu. Hazvide kuti utange watarirwa nguva yekuonekwa kuti ushanyire hofisi iyi kubva na10 mangwanani kusvika na1 masikati uye kubva na2 masikati kusvika na4.30 manheru kubva musi weMuvhuro kusvika musi weChishanu. Uyezve IOM ine hofisi muBirmingham, Bristol, Glasgow, Leeds, Liverpool nemuManchester. Unogona kufonera International Organisation for MigrationInternational Organisation for MigrationInternational Organisation for MigrationInternational Organisation for Migration (IOM) London (IOM) London (IOM) London (IOM) London panhamba panhamba panhamba panhamba dzerundzerundzerundzerunhare dzinotihare dzinotihare dzinotihare dzinoti 0800 783 23320800 783 23320800 783 23320800 783 2332 pasina mubhadharo kuti uwane ruzivo rumwe.